Ruka 5:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Jesu akati kwaʋari: Muŋgadziʋisa shamŋari dzecikomba kudya, cikomba ciri kwaʋari here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Jesu akati kwavari, “Mungadzivisa shamwari dzemuwani kudya, muwani achiri kwavari here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Jesu akati kwavari, “Mungaite kuti vanhu vari pamuchato vatsanye, iye muwani vachinaye here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Jesu akati kwavari, “Mungaite kuti vanhu vari pamuchato vatsanye, iye muwani vachinaye here? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akavapindura akati, “Mungaite here kuti shamwari dzechikomba dzitsanye iye achinavo? Viz kapitola |