Ruka 5:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino ʋakati kwaari: Ʋadzidzi ʋaJohane ʋanoɀinyima ɀokudya kazhinji, ʋacikumbira; naʋaʋaFarise ʋanoɗaro ʋo, asi ʋenyu ʋanodya nokunwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino vakati kwaari, “Vadzidzi vaJohani vanozvinyima zvokudya kazhinji, vachikumbira; navavaFarisi vanodarowo, asi venyu vanodya nokunwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vanhu vakati kwaari, “Vadzidzi vaJohani vanotsanya kazhinji, vachiita minamato, navadzidzi vavaFarisei vanodarowo, asi venyu vanodya nokunwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vanhu vakati kwaari, “Vadzidzi vaJohani vanotsanya kazhinji, vachiita minamato, navadzidzi vavaFarisei vanodarowo, asi venyu vanodya nokunwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ivo vakati kwaari, “Vadzidzi vaJohani vanotsanya kazhinji uye vachinyengetera, uye vadzidzi vavaFarisi vanodarowo, asi venyu vanoramba vachidya nokunwa.” Viz kapitola |