Online Bible

- Reklamy -




Ruka 5:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ʋanyori naʋaFarise ʋakataŋga kufuŋga, ʋaciti: Ndianiko uyu unotaura acimhura Mŋari? Ndianiko uŋgakaŋganwira ɀiʋi, asi Mŋari oga?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Vanyori navaFarisi vakatanga kufunga, vachiti, “Ndianiko uyu anotaura achishonha Mwari? Ndianiko angakanganwira zvivi, asi Mwari oga?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Nyanzvi dzoMutemo navaFarisei vakatanga kufunga vachiti, “Ndianiko uyu anotaura achishonha Mwari? Ndiani angagone kuregerera zvitadzo kunze kwaMwari oga?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Nyanzvi dzoMutemo navaFarisei vakatanga kufunga vachiti, “Ndianiko uyu anotaura achishonha Mwari? Ndiani angagone kuregerera zvitadzo kunze kwaMwari oga?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 VaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakatanga kufunga vachiti, “Ndianiko munhu uyu anotaura achimhura Mwari. Ndianiko anoregerera zvivi kunze kwaMwari chete?”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 5:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy