Online Bible

- Reklamy -




Ruka 5:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino, tarira, ʋamŋe ʋarume ʋakaŋga ʋakatakura munhu wakaŋga akafa miteɀo, ari panhoʋo, ʋakatȿaka kupinda naye, nokumuisa pamberi pake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino, tarira, vamwe varume vakanga vakatakura munhu akanga akafa mitezo, ari panhoo, vakatsvaka kupinda naye, nokumuisa pamberi pake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Havo vamwe varume vakauya vakatakura pabanda, munhu akanga akatonhora mitezo, vakada kupinda naye nokumuisa pamberi paJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Havo vamwe varume vakauya vakatakura pabanda, munhu akanga akatonhora mitezo, vakada kupinda naye nokumuisa pamberi paJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Vamwe varume vakasvika vakatakura murume akanga akaoma mutezo parukukwe vakaedza kuti vamupinze mumba kuti vandomuradzika pamberi paJesu.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 5:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy