Ruka 4:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino akamutuŋgamirira kumsoro, akamuratidza ʋushe bgose bgenyika neŋguʋa ɗuku‐ɗuku. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino akamutungamirira kugomo refurefu, akamuratidza ushe hwose hwenyika nenguva duku-duku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Satani akamutungamidza oenda naye pakakwirira akamuratidza umambo noumambo hwapasi pose nakanguva kadukuduku, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Satani akamutungamidza oenda naye pakakwirira akamuratidza umambo noumambo hwapasi pose nakanguva kadukuduku, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Satani akamutungamirira kunzvimbo yakakwirira uye akamuratidza munguva diki diki umambo hwose hwenyika. Viz kapitola |