Online Bible

- Reklamy -




Ruka 4:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino musinagoge makaŋga munomunhu wakaŋga anomŋeya wakaipa wetȿina; iye akaɗanidzira nenzwi guru, aciti:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino musinagoge makanga muno munhu akanga anomweya wakaipa wahan'ora; iye akadanidzira nezwi guru, achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Musinagogu imomo maiva nomunhu aiva nomweya wakaipa wetsvina. Akazhamba nezwi guru achiti;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Musinagogu imomo maiva nomunhu aiva nomweya wakaipa wetsvina. Akazhamba nezwi guru achiti;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Musinagoge makanga muno murume akanga akabatwa nedhimoni, mweya wakaipa, uye akadanidzira nenzwi guru achiti,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 4:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy