Ruka 4:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 ʋakashamiswa nokudzidzisa kwake; nokuti shoko rake rakaŋga rinesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 vakashamiswa nokudzidzisa kwake; nokuti shoko rake rakanga rine simba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Vakashamiswa kwazvo nokudzidzisa kwake nokuti zvaaitaura zvaiva nechiremera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Vakashamiswa kwazvo nokudzidzisa kwake nokuti zvaaitaura zvaiva nechiremera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vakashamiswa nokudzidzisa kwake, nokuti shoko rake raiva nesimba. Viz kapitola |