Ruka 4:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Diaborosi akati kwaari: Kana uri Mŋanakomana waMŋari, ʋudza ibge iri kuti riʋe ciŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Dhiabhori akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari, udza ibwe iri kuti rive chingwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Satani akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti ibwe iri rive chingwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Satani akati kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari iti ibwe iri rive chingwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Satani akati kwaari, “Kana iwe uri mwanakomana waMwari, rayira dombo iri kuti rive chingwa.” Viz kapitola |