Ruka 3:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Anasi naKayafasi ʋari ʋaprista ʋakuru, shoko raMŋari rakaʋuya kunaJohane, mŋanakomana waZakaria, murenje. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Anasi naKayafasi vari vapristi vakuru, shoko raMwari rakauya kuna Johani, mwanakomana waZekariya, murenje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Anasi naKaifasi vari vapristi vakuru, shoko raMwari rakasvika kuna Johani mwanakomana waZakariya, ari mugwenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Anasi naKaifasi vari vapristi vakuru, shoko raMwari rakasvika kuna Johani mwanakomana waZakariya, ari mugwenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 panguva youprista hwaAnasi naKefasi, shoko raMwari rakasvika kuna Johani mwanakomana waZekaria mugwenga. Viz kapitola |