Online Bible

- Reklamy -




Ruka 3:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Akapindura, akati kwaʋari: Uneŋguʋo mbiri ŋgaagoʋane nousina; nouneɀokudya ŋgaaite saiɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Akapindura, akati kwavari, “Anenguo mbiri ngaagovane noasina; noane zvokudya ngaaite saizvozvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Akavapindura achivati, “Ane hanzu mbiri ngaagoveranewo naasina, naane zvokudya ngaaitewo zvimwechetezvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Akavapindura achivati, “Ane hanzu mbiri ngaagoveranewo naasina, naane zvokudya ngaaitewo zvimwechetezvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Johani akapindura akati, “Munhu ane nguo mbiri ngaagovane neasina, uye ane zvokudya ngaaitewo saizvozvo.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 3:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy