Ruka 24:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 ʋakadzoka ʋacibva kubgiro, ʋakaʋudza ʋanegumi nomumŋe naʋamŋe ʋose ɀinhu iɀoɀo ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 vakadzoka vachibva kubwiro, vakaudza vane gumi nomumwe navamwe vose zvinhu izvozvo zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pavakadzoka kumakuva vakataurira zvose izvi kuna vane gumi nomumwe nokuna vamwe vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Pavakadzoka kumakuva vakataurira zvose izvi kuna vane gumi nomumwe nokuna vamwe vose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Vakati vadzoka kubva kuguva, vakataurira vane gumi nomumwe zvinhu zvose izvi, uye nokuna vamwe vose. Viz kapitola |