Online Bible

- Reklamy -




Ruka 24:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Akati kwaʋari: Ndiɀo ɀakanyorwa, kuti Kristu ucatambudzika, agomuka kuʋakafa nezuʋa retatu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Akati kwavari, “Ndizvo zvakanyorwa, kuti Kristu achatambudzika, agomuka kuvakafa nezuva retatu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Akati kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Kristu aifanira kutambudzika uye kuti amuke kuvafi nezuva retatu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Akati kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Kristu aifanira kutambudzika uye kuti amuke kuvafi nezuva retatu

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Akati kwavari, “Izvi ndizvo zvakanyorwa kuti: Kristu achatambudzika agomuka kubva kuvakafa pazuva rechitatu,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 24:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy