Online Bible

- Reklamy -




Ruka 24:39 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Tarirai ɀanza ɀaŋgu netsoka dzaŋgu, kuti ndini ndimene. Ndiɓatei, muʋone, nokuti mŋeya haunenyama namafupa, seɀamunondiʋona ndinaɀo ini.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Tarirai zvanza zvangu netsoka dzangu, kuti ndini ndimene. Ndibatei, muone, nokuti mweya hauna nyama namapfupa, sezvamunondiona ndinazvo ini.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Tarisai maoko angu netsoka dzangu muone kuti ndini chaiye. Ndibatei muone nokuti dzimudzangara harina nyama namapfupa sezvamuri kuona ndiinazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Tarisai maoko angu netsoka dzangu muone kuti ndini chaiye. Ndibatei muone nokuti dzimudzangara harina nyama namapfupa sezvamuri kuona ndiinazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Tarisai maoko angu netsoka dzangu. Ndini iye! Ndibatei muone; mweya hauna nyama namapfupa, sezvamunoona ndinazvo ini.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 24:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy