Ruka 24:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Asi ʋakavunduka, ʋakatya kwaɀo, ʋakati ɀimŋe ʋaʋona mŋeya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Asi vakavhunduka, vakatya kwazvo, vakati zvimwe vaona mweya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vakavhunduka vakatya vachifunga kuti vari kuona dzangaradzimu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vakavhunduka vakatya vachifunga kuti vari kuona dzangaradzimu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vakavhunduka uye vakatya, vachifunga kuti vaona mweya. Viz kapitola |