Ruka 24:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ʋakati ʋacataura iɀoɀo, akamira pakati paʋo amene, akati kwaʋari: Rugare ŋgaruʋe nemi! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Vakati vachataura izvozvo, akamira pakati pavo amene, akati kwavari, “Rugare ngaruve nemi!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pavakanga vachiri kutaura izvi. Iye Jesu pachake akamira pakati pavo (akati kwavari, “Rugare ngaruve nemi”). Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Pavakanga vachiri kutaura izvi. Iye Jesu pachake akamira pakati pavo (akati kwavari, “Rugare ngaruve nemi”). Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Pavakanga vachiri kutaura pamusoro pazvo, Jesu pachake akasvikomira pakati pavo akati, “Rugare ngaruve nemi.” Viz kapitola |