Ruka 24:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Iʋo ʋakati: Ishe wamuka ɀirokwaɀo; waʋonekwa naSimoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Ivo vakati, “Ishe amuka zvirokwazvo; aonekwa naSimoni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 vakati, “Tenzi wamuka zvechokwadi uye azviratidza kuna Simioni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 vakati, “Tenzi wamuka zvechokwadi uye azviratidza kuna Simioni.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 vachiti, “Ichokwadi! Ishe amuka uye azviratidza kuna Simoni.” Viz kapitola |