Ruka 24:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋakasimuka neŋguʋa iyo, ʋakadzokera Jerusarema, ʋakawana ʋanegumi nomumŋe naʋaiʋa naʋo ʋakaʋuŋgana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Vakasimuka nenguva iyo, vakadzokera Jerusaremu, vakawana vane gumi nomumwe navaiva navo vakaungana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vakabva vasimuka nguva yakareyo vakadzokera kuJerusaremu. Vakasvikowana vane gumi nomumwechete vaya vakaungana navamwe vavaiva navo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vakabva vasimuka nguva yakareyo vakadzokera kuJerusaremu. Vakasvikowana vane gumi nomumwechete vaya vakaungana navamwe vavaiva navo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vakasimuka panguva iyoyo vakadzokera kuJerusarema. Ikoko, vakandowana vane Gumi noMumwe navamwe vavaiva navo, vakaungana pamwe chete Viz kapitola |