Online Bible

- Reklamy -




Ruka 24:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino wakati agara naʋo pakudya, akatora ciŋgwa, akaciropafadza, akacimeɗura, ndokuʋapa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino akati agara navo pakudya, akatora chingwa, akachiropafadza, akachimedura, ndokuvapa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Paakanga ari pakudya navo, akatora chingwa akachikomborera ndokuchimedura akachipa kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Paakanga ari pakudya navo, akatora chingwa akachikomborera ndokuchimedura akachipa kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Akati agara navo patafura, akatora chingwa, akavonga, akachimedura akatanga kuvapa.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 24:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy