Online Bible

- Reklamy -




Ruka 24:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino iye akati kwaʋari: Imi ʋokusafuŋga, munemŋoyo inononoka kutenda ɀose ɀakarebga naʋaprofita!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino iye akati kwavari, “Imi vokusafunga, mune mwoyo inononoka kutenda zvose zvakarehwa navaporofita!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Jesu ndokuti kwavari, “Oo, inga muri mazirema chaiwo avanhu! Munechinono chaicho kutenda zvose zvakataurwa navaporofita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Jesu ndokuti kwavari, “Oo, inga muri mazirema chaiwo avanhu! Munechinono chaicho kutenda zvose zvakataurwa navaporofita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Iye akati kwavari, “Haiwa imi vokusanzwisisa, uye vane mwoyo inononoka kutenda zvose zvakarehwa navaprofita!

Viz kapitola kopírovat




Ruka 24:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy