Ruka 24:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋuye ɀe, ʋamŋe ʋakadzi ʋokweɗu, ʋakaŋga ʋafumira kubgiro, ʋakatishamisa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Uyezve, vamwe vakadzi vokwedu, vakanga vafumira kubwiro, vakatishamisa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Chimwezve ndechokuti mamwe madzimai echikwata chedu vatikangaidza. Vaenda kuguva mangwananingwanani Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Chimwezve ndechokuti mamwe madzimai echikwata chedu vatikangaidza. Vaenda kuguva mangwananingwanani Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uyezve vamwe vakadzi vokwedu vatishamisa. Vaenda kuguva nhasi mambakwedza Viz kapitola |