Ruka 24:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋuye kuti ʋaprista ʋakuru naʋaɓati ʋeɗu ʋakamuisa kuʋatoŋgi kuti atoŋgerwe rufu, ʋakamuroʋera pamucinjikwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 uye kuti vapristi vakuru navashandi vedu vakamuisa kuvatongi kuti atongerwe rufu, vakamurovera pamuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 uye kuti vapristi vakuru navatongi vakamukwirira dare kuti atongerwe rufu vakamuroverera pamuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 uye kuti vapristi vakuru navatongi vakamukwirira dare kuti atongerwe rufu vakamuroverera pamuchinjikwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vaprista vakuru navatongi vedu vakamuendesa kuti andotongerwa rufu, saka vakamuroverera pamuchinjikwa; Viz kapitola |