Online Bible

- Reklamy -




Ruka 24:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Akati kwaʋari: Ɀinyiko? Ʋakati kwaari: ⱿaJesu weNazareta, waiʋa muprofita unesimba paɓasa napashoko pamberi paMŋari napaʋanhu ʋose;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Akati kwavari, “Zvinyiko?” Vakati kwaari, “ZvaJesu weNazareta, aiva muporofita ane simba pabasa napashoko pamberi paMwari napavanhu vose;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Iye akati kwavari, “Zvinhuiko izvozvo.” Ivo vakati kwaari, “ZvaJesu weNazareti, aiva muporofita, ane simba guru muzviito nomushoko pamberi paMwari napamberi pavanhu vose

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Iye akati kwavari, “Zvinhuiko izvozvo.” Ivo vakati kwaari, “ZvaJesu weNazareti, aiva muporofita, ane simba guru muzviito nomushoko pamberi paMwari napamberi pavanhu vose

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Jesu akati, “Zveiko?” Vakapindura vachiti, “ZvaJesu weNazareta. Aiva muprofita, aiva nesimba mushoko napamabasa pamberi paMwari uye nokuvanhu vose.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 24:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy