Online Bible

- Reklamy -




Ruka 24:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino ʋakati ʋacataurirana nokubvunzana, Jesu amene akasweɗera, akafamba naʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino vakati vachataurirana nokubvunzana, Jesu amene akaswedera, akafamba navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Pavakanga vachitaura vachikurukurirana Jesu pachake akaenda pedyo akafamba navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Pavakanga vachitaura vachikurukurirana Jesu pachake akaenda pedyo akafamba navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Vachiri kutaura nokukurukurirana pamusoro pezvinhu izvi, Jesu pachake akabva asvika uye akafamba navo;

Viz kapitola kopírovat




Ruka 24:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy