Ruka 24:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋaiʋa Maria Magdarene naJohana naMaria, mai ʋaJakobo, naʋamŋe ʋakadzi ʋaiʋa naʋo, ʋakandoʋudza ʋaapostora iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vaiva Maria Magadharina naJohana naMaria, mai vaJakobho, navamwe vakadzi vaiva navo, vakandoudza vapostori izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakataurira vapositori zvose izvi, ndiMaria Magadharena naJoana naMaria amai vaJemusi navamwe vadzimai vavaiva navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vakataurira vapositori zvose izvi, ndiMaria Magadharena naJoana naMaria amai vaJemusi navamwe vadzimai vavaiva navo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 VanaMaria Magadharena, naJohana, Maria mai vaJakobho, uye navamwe vavaiva navo ndivo vakandoudza vapostori izvozvo. Viz kapitola |