Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:55 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

55 Naʋakadzi ʋakaŋga ʋaʋuya naye, ʋacibva Garirea, ʋakaʋateʋera, ʋakaʋona bgiro, nomuisirwe womutumbu wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

55 Navakadzi vakanga vauya naye, vachibva Gariria, vakavatevera, vakaona bwiro, nomuisirwo womutumbi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

55 vakadzi vakanga vauya naye vachibva kuGarirea vakatevera vakaona guva racho uye kuti chitunha chakanga charadzikwa sei.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

55 vakadzi vakanga vauya naye vachibva kuGarirea vakatevera vakaona guva racho uye kuti chitunha chakanga charadzikwa sei.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

55 Vakadzi vaya vakanga vauya naJesu vachibva kuGarirea vakatevera Josefa vakaona guva uye kuti mutumbi wake wakanga waradzikwa sei mariri.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:55

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy