Ruka 23:53 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 akauɓurusa, akauputira nomuceka, akauisa mubgiro bgakaŋga bgakacerwa pabge, makaŋga musina‐kumboʋigwa munhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200253 akachiburusa, akachiputira nomucheka, akachiuisa mubwiro hwakanga hwakacherwa pabwe, makanga musina kumbovigwa munhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Akachidzikisa akachiputira mufuko rejira rerineni. Akamuradzika muguva rakanga raitwa zvokuchezerwa mudombo makanga musati mamboradzikwa munhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona53 Akachidzikisa akachiputira mufuko rejira rerineni. Akamuradzika muguva rakanga raitwa zvokuchezerwa mudombo makanga musati mamboradzikwa munhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Ipapo akauburutsa, akauputira nomucheka akauisa muguva rakanga racherwa paruware, rakanga risina kumbovigwa munhu. Viz kapitola |