Ruka 23:50 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ɀino kwakaŋga kunomumŋe, wainzi Josefa, mumŋe wamakurukota, murume wakanaka wakarurama, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200250 Zvino kwakanga kuno mumwe munhu, ainzi Josefa, mumwe wamakurukota, murume akanaka akarurama, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Kwaiva nomumwe murume ainzi Josefi aibva kuguta ravaJudha reArimatia aiva nhengo yedare guru uye ari munhu akanaka akarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona50 Kwaiva nomumwe murume ainzi Josefi aibva kuguta ravaJudha reArimatia aiva nhengo yedare guru uye ari munhu akanaka akarurama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Zvino kwakanga kuno mumwe murume ainzi Josefa, nhengo yedare ramakurukota, munhu akanga akanaka uye akarurama, Viz kapitola |