Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:49 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Naʋazikani ʋake ʋose, naʋakadzi, ʋaimuteʋera ʋacibva Garirea, ʋakamira kure, ʋaciʋona iɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

49 Navazikanwi vake vose, navakadzi, vaimutevera vachibva Gariria, vakamira kure, vachiona izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Vose vaizivana naye namadzimai ainge amutevera achibva kuGarirea vakamira vari chinhambwe vakaona zvinhu izvi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Vose vaizivana naye namadzimai ainge amutevera achibva kuGarirea vakamira vari chinhambwe vakaona zvinhu izvi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Asi vakanga vachimuziva, pamwe chete navakadzi vakanga vamutevera vachibva kuGarirea, vakamira nechokure, vakatarisa zvinhu zvose izvi.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:49

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy