Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:48 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

48 Ʋazhinji ʋose ʋakaŋga ʋakaʋuŋgana kuzoʋona iɀoɀo, ʋakati ʋaʋona ɀaitwa, ʋakadzoka ʋaciroʋa ɀifuʋa ɀaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

48 Vazhinji vose vakanga vakaungana kuzoona izvozvo, vakati vaona zvaitwa, vakadzoka vachirova zvipfuva zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

48 Gurumwandira rose ravanhu vakanga vaungana kuzoona zvaiitika, pavakaona zvakanga zvaitika, vakadzokera vangogumbata maoko nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

48 Gurumwandira rose ravanhu vakanga vaungana kuzoona zvaiitika, pavakaona zvakanga zvaitika, vakadzokera vangogumbata maoko nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

48 Vanhu vose vakanga vakaungana kuzopupura chiitiko ichi, vakaona zvakanga zvaitika, vakazvirova zvipfuva zvavo uye vakaenda.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:48

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy