Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Ipapo mukuru wezana wakati aʋona ɀaitwa, akarumbidza Mŋari, aciti: Ɀirokwaɀo, munhu uyu wakaŋga akarurama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Ipapo mukuru wezana akati aona zvaitwa, akarumbidza Mwari achiti, “Zvirokwazvo, munhu uyu akanga akarurama.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Mutungamiriri wezana ramasoja paakaona zvakanga zvaitika akarumbidza Mwari akati, “Zvechokwadi munhu uyu anga akarurama.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Mutungamiriri wezana ramasoja paakaona zvakanga zvaitika akarumbidza Mwari akati, “Zvechokwadi munhu uyu anga akarurama.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Mukuru wezana, akati achiona zvakanga zvaitika, akarumbidza Mwari achiti, “Zvirokwazvo uyu anga ari munhu akarurama.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:47

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy