Ruka 23:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Ɀino Jesu akaɗana nenzwi guru, aciti: Ƃaɓa, ndinoisa mŋeya waŋgu pamaʋoko enyu! Akati areʋa iɀoɀo, akaɓuɗisa mŋeya wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Zvino Jesu akadana nezwi guru, achiti, “Baba, ndinoisa mweya wangu pamaoko enyu!” Akati areva izvozvo, akabudisa mweya wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Jesu akadaidzira nezwi guru akati, “Baba ndinoisa mweya wangu mumaoko enyu.” Apedza kutaura kudaro akabva afa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Jesu akadaidzira nezwi guru akati, “Baba ndinoisa mweya wangu mumaoko enyu.” Apedza kutaura kudaro akabva afa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Jesu akadanidzira nenzwi guru achiti, “Baba, ndinoisa mweya wangu mumaoko enyu.” Akati ataura izvi, akabudisa mweya wake. Viz kapitola |