Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Ɀino yakaŋga yaʋa ŋguʋa ineŋge yecitanhatu; rima rikaʋa’po panyika yose, kuȿikira paŋguʋa yepfumbamŋe,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Zvino yakanga yava nguva inenge yechitanhatu; rima rikavapo panyika yose, kusvikira panguva yepfumbamwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Ipapo yakanga yenge awa yegumi nechipiri uye nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu masikati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Ipapo yakanga yenge awa yegumi nechipiri uye nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu masikati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Zvino yakanga yava nguva inenge yechitanhatu, rima rikava pamusoro penyika yose kusvikira panguva yepfumbamwe,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:44

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy