Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Pirato akati kuʋaprista ʋakuru nokuʋazhinji: Handiwani mhoȿa kumunhu uyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Pirato akati kuvapristi vakuru nokuvazhinji, “Handiwani mhosva kumunhu uyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Pirato akati kuvapristi vakuru nemhomho yavanhu, “Handisi kuwana mhosva ine mhunhu uyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Pirato akati kuvapristi vakuru nemhomho yavanhu, “Handisi kuwana mhosva ine mhunhu uyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ipapo Pirato akati kuvaprista vakuru navanhu vazhinji, “Handiwani hwaro hwemhosva inopomerwa murume uyu.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy