Ruka 23:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo Pirato akamubvunza, akati: Ko uri Mambo waʋaJuda here? Akamupindura, akati: Ndiɀo ɀamareʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ipapo Pirato akamubvunza, akati, “Ko uri Mambo wavaJudha here?” Akamupindura, akati, “Ndizvo zvamareva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Iye akamupindura achiti, “Inga matozvireva kare wani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Iye akamupindura achiti, “Inga matozvireva kare wani.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka Pirato akabvunza Jesu achiti, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akapindura akati, “Hongu, ndizvo zvamareva.” Viz kapitola |