Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ʋakati ʋacienda naye, ʋakaɓata mumŋe, wainzi Simoni weKurini, acibva kuruwa, ʋakaisa mucinjikwa pamsoro pake, kuti autakure shure kwaJesu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Vakati vachienda naye, vakabata mumwe, ainzi Simoni weKurini, achibva kuruwa, vakamutakudza muchinjikwa, kuti autakure shure kwaJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Zvavakanga vachimutungamidza, vakabata Simoni wekuKurini aibva kuruwa vakamutakudza muchinjikwa uya mumashure maJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Zvavakanga vachimutungamidza, vakabata Simoni wekuKurini aibva kuruwa vakamutakudza muchinjikwa uya mumashure maJesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vakati voenda naye, vakabata murume ainzi Simoni weKurini, uyo akanga achibva muruwa, vakamutakudza muchinjikwa ari mushure maJesu.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy