Ruka 23:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 akaʋasunuŋgurira uyo waʋakakumbira, wakaŋga asuŋgwa mutoroŋgo nemhaka yeɓope neyokuʋuraya; akaʋapa Jesu ʋaite nokuɗa kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 akavasunungurira uyo wavakakumbira, akanga asungwa mutorongo nemhaka yebope neyokuuraya; akavapa Jesu vaite nokuda kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akasunungura murume uya wavakanga vakumbira akanga aiswa mujeri nokuda kwenyonganyonga nokuuraya munhu; asi akaisa Jesu mumaoko avo kuti vaite zvavanoda naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akasunungura murume uya wavakanga vakumbira akanga aiswa mujeri nokuda kwenyonganyonga nokuuraya munhu; asi akaisa Jesu mumaoko avo kuti vaite zvavanoda naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Akasunungura murume akanga aiswa mujeri nokuda kwebope uye nokuuraya, uyo wavakanga vakumbira, ndokubva avapa Jesu kuti vaite zvavanoda naye. Viz kapitola |