Ruka 23:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋakataŋga kumupomera mhoȿa, ʋaciti: Takawana munhu uyu acitsausa rudzi rweɗu, aciʋadziʋisa kuti ʋarege kuʋigira Kesari mutero; ʋuye aciɀiidza Kristu Mambo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Vakatanga kumupomera mhosva, vachiti, “Takawana munhu uyu achitsausa rudzi rwedu, achivadzivisa kuti varege kuvigira Kesari kuterera; uye achizviti ndini Kristu Mambo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakatanga kumupa mhosva vachiti, “Takawana munhu uyu achipandutsa rudzi rwedu achitirambidza kubvisa mutero kuna Siza achizviti iye pachake ndiKristu mambo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vakatanga kumupa mhosva vachiti, “Takawana munhu uyu achipandutsa rudzi rwedu achitirambidza kubvisa mutero kuna Siza achizviti iye pachake ndiKristu mambo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Uye vakatanga kumupomera mhosva, vachiti, “Takawana murume uyu achitsausa rudzi rwedu. Haabvumirani nokuripa mutero kuna Kesari uye anozviti ndiye Kristu, mambo.” Viz kapitola |