Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Asi ʋose ʋakaɗanidzira pamŋe cete, ʋaciti: Bvisai munhu uyu, mutisunuŋgurire Barabasi!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Asi vose vakadanidzira pamwechete, vachiti, “Bvisai munhu uyu, mutisunungurire Bharabhasi!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Asi vose vakadaidzira pamwechete vachiti, “Ngaapfuudzwe munhu uyu mutisunungurire Bharabhasi”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Asi vose vakadaidzira pamwechete vachiti, “Ngaapfuudzwe munhu uyu mutisunungurire Bharabhasi”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Vose pamwe chete vakadanidzira vachiti, “Murume uyu ngaafe! Tisunungurirei Bharabhasi!”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy