Online Bible

- Reklamy -




Ruka 23:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 akati kwaʋari: Maʋuya kwandiri nomunhu uyu, muciti: Unotsausa ʋanhu; tarirai ini ndamubvunzisisa pamberi penyu, ndikasawana kumunhu uyu mhoȿa yeɀinhu ɀamunomupomera naɀo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 akati kwavari, “Mauya kwandiri nomunhu uyu, muchiti, anotsausa vanhu; tarirai ini ndamubvunzisisa pamberi penyu, ndikasawana kumunhu uyu mhosva yezvinhu zvamunomupomera nazvo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 akati kwavari, “Maunza munhu uyu kwandiri somunhu anga achipandutsa vanhu asi pandamuongorora pamberi penyu, handina kuwana munhu uyu aine mhosva dzamurikumupomera

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 akati kwavari, “Maunza munhu uyu kwandiri somunhu anga achipandutsa vanhu asi pandamuongorora pamberi penyu, handina kuwana munhu uyu aine mhosva dzamurikumupomera

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 akati kwavari, “Mauyisa munhu uyu kwandiri somunhu anomutsa vanhu kuti vamukire hurumende. Ndanyatsomuongorora pamberi penyu uye ndashaya hwaro hwemhosva yamunomupomera.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 23:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy