Ruka 23:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 NaHerode naʋarwi ʋake ʋakamuɀidza, nokumuseka; ʋakazomupfekedza ŋguʋo dzinobginya, ʋakamudzosera kunaPirato. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 NaHerodhi navarwi vake vakamuzvidza, nokumuseka; vakazomupfekedza nguo dzinobwinya, vakamudzosera kuna Pirato. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Herodhi namasoja ake vakamudadira vachimuseka. Vakamupfekedza hanzu yakanakisisa akamudzorera kuna Pirato. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Herodhi namasoja ake vakamudadira vachimuseka. Vakamupfekedza hanzu yakanakisisa akamudzorera kuna Pirato. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo Herodhi navarwi vake vakamuzvidza uye vakamuseka. Vakamupfekedza nguo youmambo, vakamudzosera kuna Pirato. Viz kapitola |