Ruka 22:53 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Ndaiʋa nemi mutembere mazuʋa ose mukasandiɓata; asi ɀino iŋguʋa yenyu nesimba rerima. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200253 Ndaiva nemi mutemberi mazuva ose mukasandibata; asi zvino inguva yenyu nesimba rerima.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Asi pandaiva nemi zuva nezuva muTemberi imi hamuna kundisunga. Ino inguva yenyu nenguva yamasimba erima.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona53 Asi pandaiva nemi zuva nezuva muTemberi imi hamuna kundisunga. Ino inguva yenyu nenguva yamasimba erima.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Mazuva ose ndakanga ndinemi mutemberi, uye hamuna kundibata. Asi ino ndiyo nguva yenyu, yokutonga kwerima.” Viz kapitola |