Ruka 22:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakafara, ʋakatenderana naye ʋose kuti ʋamupe mari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vakafara, vakatenderana naye vose kuti vamupe mari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakafara vakatsidza kumupa mari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakafara vakatsidza kumupa mari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakafara uye vakatenderana kuti vaizomupa mari. Viz kapitola |