Ruka 22:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Akati kwaʋari: Maʋatireiko? Mukai, munyeŋgetere, kuti murege kupinda pakuidzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 Akati kwavari, “Mavatireiko? Mukai, munyengetere, kuti murege kupinda pakuedzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Akati kwavari, “Sei muchikotsira, mukai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Akati kwavari, “Sei muchikotsira, mukai munamate kuti murege kupinda mukuedzwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Akasvikovabvunza achiti, “Seiko mavata? Mukai munyengetere kuti murege kuwira mukuedzwa.” Viz kapitola |