Ruka 22:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Akaparadzana naʋo, cinhambo ciŋgaȿika ibge, kana rikaposherwa; akafugama, akanyeŋgetera, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Akaparadzana navo, chinhambo chingasvika ibwe, kana rikaposherwa; akapfugama, akanyengetera, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Iye akasudurukana navo chinhambwe chingasvike dombo kana rapotserwa. Akapfugama akanamata achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Iye akasudurukana navo chinhambwe chingasvike dombo kana rapotserwa. Akapfugama akanamata achiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Akabva pavari akaenda mberi kwavo chinhambwe chingasvika dombo rapotserwa, akapfugama ndokunyengetera achiti, Viz kapitola |