Online Bible

- Reklamy -




Ruka 22:40 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Wakati aȿika panɀimbo iyo, akati kwaʋari: Nyeŋgeterai kuti murege kupinda pakuidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Akati asvika panzvimbo iyo, akati kwavari, “Nyengeterai kuti murege kupinda pakuedzwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Paakasvika panzvimbo iyoyo akati kwavari, “Namatai kuti murege kupinda mukuedzwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Paakasvika panzvimbo iyoyo akati kwavari, “Namatai kuti murege kupinda mukuedzwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Akati asvika panzvimbo iyo, akati kwavari, “Nyengeterai kuti murege kupinda mukuedzwa.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 22:40

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy