Online Bible

- Reklamy -




Ruka 22:38 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ipapo ʋakati: Ishe, tarirai, heyi minondo miʋiri. Akati kwaʋari: Ɀariŋgana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Ipapo vakati, “Ishe, tarirai, heyi minondo miviri.” Akati kwavari, “Zvaringana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Ivo vakati, “Tarisai Tenzi, haano mapakatwa maviri.” Iye akavati, “Zvakwana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Ivo vakati, “Tarisai Tenzi, haano mapakatwa maviri.” Iye akavati, “Zvakwana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Vadzidzi vakati, “Tarirai, Ishe, heyi minondo miviri.” Akapindura akati, “Zvaringana.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 22:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy