Ruka 22:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo ʋakataŋga kubvunzana kuti ndianiko kwaʋari uŋgaita cinhu ico. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo vakatanga kubvunzana kuti ndianiko kwavari angaita chinhu icho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vakatanga kubvunzana kuti, “Ndiani wavo akanga achazoita izvozvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Vakatanga kubvunzana kuti, “Ndiani wavo akanga achazoita izvozvo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vakatanga kubvunzana pakati pavo kuti angava ani pakati pavo aizoita chinhu ichi. Viz kapitola |