Online Bible

- Reklamy -




Ruka 21:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino ʋamŋe ʋakati ʋacitaura pamsoro petembere, kuti yakaŋga yakashoŋgedzwa namabge akanaka neɀipo, iye akati:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino vamwe vakati vachitaura pamusoro petemberi, kuti yakanga yakashongedzwa namabwe akanaka nezvipo, iye akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vamwe pavaitaura nezveTemberi kuti yakashongedzwa zvakadii namatombo akakosha nezvipo, Jesu akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Vamwe pavaitaura nezveTemberi kuti yakashongedzwa zvakadii namatombo akakosha nezvipo, Jesu akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Vamwe vadzidzi vake vakanga vachitaura pamusoro pamashongedzerwo akanga akaitwa temberi namatombo akanaka uye nezvipo zvakanga zvakumikidzwa kuna Mwari. Asi Jesu akati,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 21:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy