Ruka 20:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino akati kwaʋari: Ʋanoreʋa seiko kuti Kristu ndiye Mŋanakomana waDavidi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Zvino akati kwavari, “Vanoreva seiko kuti Kristu ndiye Mwanakomana waDhavhidhi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Jesu akati kwavari, “Nhai imi, ko vanhu vanoti, ‘Kristu Mwanakomana waDhavhidhi seiko?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Jesu akati kwavari, “Nhai imi, ko vanhu vanoti, ‘Kristu Mwanakomana waDhavhidhi seiko?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Ipapo Jesu akati kwavari, “Seiko vachiti Kristu Mwanakomana waDhavhidhi? Viz kapitola |