Ruka 20:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Rubapatidzo rwaJohane rwakabva kuɗeŋga kana kuʋanhu here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Rubhabhatidzo rwaJohani rwakabva kudenga kana kuvanhu here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nditaurirei, ruombeko rwaJohani rwaibva kudenga here kana kuvanhu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nditaurirei, ruombeko rwaJohani rwaibva kudenga here kana kuvanhu?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 ‘Rubhabhatidzo rwaJohani rwakabva kudenga here kana kuti kuvanhu?’ ” Viz kapitola |